2 Kings 11:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋose ʋenyika ʋakafara, guta rikanyarara; ʋakaʋuraya Ataria nomunondo paimba yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanhu vose venyika vakafara. Guta rakanyarara, nokuti Ataria akanga aurayiwa nomunondo pamuzinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose venyika iyi vakapembera kufara, muguta mukava norunyararo mushure mokunge Ataria aurayiwa nebakatwa kumuzinda wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; vakauraya Ataria nomunondo paimba yamambo.
Shona 2009?
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; vakauraya Ataria nomunondo paimba yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; vakauraya Ataria nomunondo paimba yamambo.