2 Kings 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akagara naye akaʋanzwa mumba maJehova makore matanhatu; Ataria akaɓata ʋushe panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagara akavigwa iye nomureri wake mutemberi yaJehovha kwamakore matanhatu, Ataria achiri kutonga nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akava naye kwamakore matanhatu akazvihwandisa mumba yaTenzi, Ataria achitonga nyika iyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagara naye akavanzwa mumba maJehovha makore matanhatu; Ataria akabata ushe panyika.
Shona 2009?
Akagara naye akavanzwa mumba maJehovha makore matanhatu; Ataria akabata ushe panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Akagara naye akavanzwa mumba maJehovha makore matanhatu; Ataria akabata ushe panyika.