2 Kings 11:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaraira, akati: Munofanira kuita kuɗai: Imi ʋanopinda nesaɓata, cetatu cenyu munofanira kuʋa ʋarindi ʋeimba yamambo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavarayira akati, “Izvi ndizvo zvamunofanira kuita: Imi muri mumapoka matatu ari kuenda pabasa nomusi weSabata, chetatu chenyu chinofanira kurinda muzinda wamambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaudza kuti, “Zvamuchaita ndezvizvi: pazvikwata zvenyu zviri zvitatu, chiye chinouya kuzoita basa musi weSabata china mapokawo acho matatu anoti boka rokuchengetedza muzinda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaraira, akati, “Munofanira kuita kudai, Imi munopinda neSabata, chetatu chenyu munofanira kuva varindi veimba yamambo;
Shona 2009?
Akavaraira, akati, "Munofanira kuita kudai, imwi munopinda neSabata, chetatu chenyu munofanira kuva varindi veimba yama mbo;
Shona SUB 2002 Bible
Akavaraira, akati, “Munofanira kuita kudai, Imi munopinda neSabata, chetatu chenyu munofanira kuva varindi veimba yamambo;