2 Kings 11:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋamazana ʋakaita ɀose ɀaʋakarairwa nomuprista Jehoyada; mumŋe nomumŋe akatora ʋanhu ʋake, iʋo ʋaifanira kupinda nesaɓata, naiʋo ʋaifanira kuɓuɗa nesaɓata, ʋakaȿika kumuprista Jehoyada.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatungamiri vezvikwata zvezana vakaita sezvakanga zvarayirwa naJehoyadha muprista. Mumwe nomumwe akatora vanhu vake, vaya vakanga vachienda pabasa nomusi weSabata navaya vakanga vapedza dzoro vakauya kuna Jehoyadha muprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru ava vakaita sezvakanga zvanzi nomupristi Jehoyadha zviitwe. Mumwe nomumwe wavo akauya navanhu vake vakanga vasingafaniri kuva pabasa musi weSabata navaye vakanga vachifanira kuva pabasa musi weSabata vakauya kumupristi Jehoyadha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru vamazana vakaita zvose zvavakarairwa nomupristi Jehoyadha; mumwe nomumwe akatora vanhu vake, ivo vaifanira kupinda neSabata, naivo vaifanira kubuda neSabata, vakasvika kumupristi Jehoyadha.
Shona 2009?
Vakuru vamazana vakaita zvose zvavakarairwa nomuprista Jehoyadha; mumwe nomumwe akatora vanhu vake, ivo vaifanira kupinda neSabata, naivo vaifanira kubuda neSabata, vakasvika kumuprista Jehoyadha.
Shona SUB 2002 Bible
Vakuru vamazana vakaita zvose zvavakarairwa nomupristi Jehoyadha; mumwe nomumwe akatora vanhu vake, ivo vaifanira kupinda neSabata, naivo vaifanira kubuda neSabata, vakasvika kumupristi Jehoyadha.