2 Kings 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehoashi akaita ɀakanaka pamberi paJehova mazuʋa ake ose, aakadzidziswa nawo nomuprista Jehoyada.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha pamakore ose aakadzidziswa naJehoyadha muprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoashi uyu akaita zvaidiwa naTenzi mazuva ose oupenyu hwake nokuti mupristi Jehoyadha ndiye aimudzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ake ose, aakadzidziswa nawo nomupristi Jehoyadha.
Shona 2009?
Jehoashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ake ose, aakadzidziswa nawo nomuprista Jehoyadha.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ake ose, aakadzidziswa nawo nomupristi Jehoyadha.