2 Kings 12:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakatenda kusatora mari kuʋanhu, kunyaŋge kugadzira ɀakaputsika paimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakabvuma kuti havaizounganidzazve mari kubva kuvanhu uye kuti havaizogadzira temberi ivo pachavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakabvuma kuti zvokutora mari kuvanhu varege, ivo varegewo kugadzira imba iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakatenda kusatora mari kuvanhu, kunyange kugadzira zvakaputsika patemberi.
Shona 2009?
Vaprista vakatenda kusatora mari kuvanhu, kunyange kugadzira zvakaputsika patemberi.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakatenda kusatora mari kuvanhu, kunyangwe kugadzira zvakaputsika patemberi.