2 Kings 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mamŋe maɓasa aJoashi, neɀose ɀaakaita, nesimba rake raakarwa naro naAmazia mambo waJuda, haɀina‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadzimambo aIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvimwe zvakaitwa pakutonga kwaJehoashi, nezvose zvaakaita, nokubudirira kwake, pamwe nokurwa kwake naAmazia mambo weJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaJehoashi nezvose zvaakaita nougamba hwake pakurwa naAmaziya mambo wokwaJudha, zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mamwe mabasa aJoashi, nezvose zvaakaita, nesimba rake raakarwa naro naAmazia mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo eIsiraeri?
Shona 2009?
Mamwe mabasa aJoashi, nezvose zvaakaita, nesimba rake raakarwa naro naAmazia mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aIsiraeri?
Shona SUB 2002 Bible
Mamwe mabasa aJoashi, nezvose zvaakaita, nesimba rake raakarwa naro naAmaziya mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo eIsiraeri?