2 Kings 13:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha akafa, ʋakamuʋiga. Ɀino hondo dzaʋaMoabi dzikapinda munyika pakutaŋga kwegore.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akafa akavigwa. Zvino hondo dzavaMoabhu dzakanga dzichipinda munyika kutanga kwegore roga roga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akafa zvake vakamuviga. Zvikwata zvokupamba zvevaMoabhu zvaipota zvichiuya munyika umu mumwaka wepfumvunza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha akafa, vakamuviga. Zvino hondo dzavaMoabhu dzikapinda munyika pakutanga kwegore.
Shona 2009?
Erisha akafa, vakamuviga. Zvino hondo dzavaMoabhu dzikapinda munyika pakutanga kwegore.
Shona SUB 2002 Bible
Erisha akafa, vakamuviga. Zvino hondo dzavaMoabhu dzikapinda munyika pakutanga kwegore.