2 Kings 13:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hazaeri mambo weSiria akafa, Beni‐hadadi mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazaeri mambo weIsraeri akafa, mwanakomana wake Bheni-hadhadhi akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakafa Hazaeri mambo weSiria, mwanakomana wake Bhenihadhadhi ndiye akatonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hazaeri mambo weSiria akafa, Bhenihadhadhi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Zvino Hazaeri mambo weSiria akafa, Bhenihadhadhi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hazaeri mambo weSiria akafa, Bhenihadhadhi mwanakomana wake akamutevera paushe.