2 Kings 13:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehoashi mŋanakomana waJehoahazi akatorera ɀe Beni‐hadadi mŋanakomana waHazaeri, maguta aakaŋga atorera ɓaɓa ʋake Jehoahazi pakurwa. Joashi akamukunda katatu, akatora ɀe maguta aIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorazve kubva kuna Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri maguta aakanga atora muhondo kubva kuna baba vake Jehoahazi. Jehoashi akamukunda katatu, nokudaro akadzorazve maguta avaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorera pakare Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri maguta akanga atorerwa baba vake Jehoahazi muhondo. Jehoashi akamukurira rutatu akabva adzosa maguta eIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorerazve Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri, maguta aakanga atorera baba vake Jehoahazi pakurwa. Joashi akamukunda katatu, akatorazve maguta eIsiraeri.
Shona 2009?
Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorerazve Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri, maguta aakanga atorera baba vake Jehoahazi pakurwa. Joashi akamukunda katatu, akatorazve maguta aIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorerazve Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri, maguta aakanga atorera baba vake Jehoahazi pakurwa. Joashi akamukunda katatu, akatorazve maguta eIsiraeri.