2 Kings 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehoahazi akanyeŋgetera kunaJehova, Jehova akamunzwa; nokuti wakaʋona kutambudzwa kwaIsraeri kwaʋakatambudzwa nako namambo weSiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehoahazi akatsvaka nyasha dzaJehovha, Jehovha akamunzwa, nokuti akanga aona kuti mambo weAramu airwadzisa nokutambudza Israeri zvakanyanya sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoahazi akateterera kukumbira kuna Tenzi, Tenzi akamunzwa nokuonawo kubatwa zvakaipa kwaiitwa vaIsiraeri namambo weSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehoahazi akanyengetera kuna Jehovha, Jehovha akamunzwa; nokuti wakaona kutambudzwa kweIsiraeri kwavakatambudzwa nako namambo weSiria.
Shona 2009?
Ipapo Jehoahazi akanyengetera kuna Jehovha, Jehovha akamunzwa; nokuti wakaona kutambudzwa kwaIsiraeri kwavakatambudzwa nako namambo weSiria.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehoahazi akanyengetera kuna Jehovha, Jehovha akamunzwa; nokuti wakaona kutambudzwa kweIsiraeri kwavakatambudzwa nako namambo weSiria.