2 Kings 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore recipiri raJoashi mŋanakomana waJoahazi mambo waIsraeri, Amazia mŋanakomana waJoashi mambo waJuda, akataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechipiri raJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri, Amazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha akatanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechipiri rokutonga kwaJoashi mwanakomana waJehoahazi mambo wokwaIsiraeri, Amaziya mwanakomana waJoashi mambo wokwaJudha akatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore rechipiri raJoashi mwanakomana waJoahazi mambo weIsiraeri, Amazia mwanakomana waJoashi mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona 2009?
Negore rechipiri raJoashi mwanakomana waJoahazi mambo waIsiraeri, Amazia mwanakomana waJoashi mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Negore rechipiri raJoashi mwanakomana waJoahazi mambo weIsiraeri, Amaziya mwanakomana waJoashi mambo waJudha, akatanga kubata ushe.