2 Kings 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aJehoashi aakaita, nesimba rake, nokurwa kwake naAmazia mambo waJuda, haɀina‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadzimambo aIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvimwe zvokutonga kwaJehoashi, nezvaakaita uye kubudirira kwake, pamwe nokurwa kwake naAmazia mambo weJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaJehoashi dzezvaakaita nougamba hwake namarwiro aakaita naAmaziya mambo wokwaJudha, zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aJehoashi aakaita, nesimba rake, nokurwa kwake naAmazia mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo eIsiraeri?
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aJehoashi aakaita, nesimba rake, nokurwa kwake naAmazia mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aIsiraeri?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aJehoashi aakaita, nesimba rake, nokurwa kwake naAmaziya mambo waJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo eIsiraeri?