2 Kings 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Amazia mŋanakomana waJoashi mambo waJuda wakaramba ari mupenyu makore anegumi namashanu, shure kwokufa kwaJehoashi mŋanakomana waJehoahazi mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Amazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha akararama kwamakore gumi namashanu mushure mokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amaziya mwanakomana waJoashi mambo wokwaJudha akagara makore gumi namashanu shure kwokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo wokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Amazia mwanakomana waJoashi mambo waJudha wakaramba ari mupenyu makore ane gumi namashanu, shure kwokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsiraeri.
Shona 2009?
Amazia mwanakomana waJoashi mambo waJudha wakaramba ari mupenyu makore ane gumi namashanu, shure kokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo welsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Amaziya mwanakomana waJoashi mambo waJudha wakaramba ari mupenyu makore ane gumi namashanu, shure kwokufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsiraeri.