2 Kings 14:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋuya naye pamabiza, akaʋigwa kunamadziɓaɓa ake muguta raDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzoswa namabhiza vakamuviga muJerusarema pamwe chete namadzibaba ake, muGuta raDhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauya naye vakamutakura namabhiza akavigwa muJerusaremu pamwechete namadzibaba ake muguta raDhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakauya naye pamabhiza, akavigwa kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi.
Shona 2009?
Vakauya naye pamabhiza, akavigwa kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakauya naye pamabhiza, akavigwa kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi.