2 Kings 14:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akakunda ɀe nyika yaIsraeri, kubva paʋanopinda paHamati kuȿikira paguŋgwa reAraba, seɀakarebga neshoko raJehova, Mŋari waIsraeri, raakataura nomuromo womuranda wake Jona, mŋanakomana waAmitai, muprofita weGati‐heferi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiye akadzikazve miganhu yeIsraeri kubva paRebho Hamati kusvika kuGungwa reArabha, sezvakarehwa neshoko raJehovha, Mwari waIsraeri, rakataurwa kubudikidza nomuranda wake Jona mwanakomana waAmutai, muprofita wokuGati Hefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzosera pakare muganhu yeIsiraeri kubvira tava kuda kundopinda kuHamati kusvikira kuGungwa reArabha sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi nomuromo womuranda wake Jona, muporofita aibva kuGatiheferu mwanakomana waAmitai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakundazve nyika yeIsiraeri, kubva pavanopinda paHamati kusvikira pagungwa reArabha, sezvakarehwa neshoko raJehovha, Mwari weIsiraeri, raakataura nomuromo womuranda wake Jona, mwanakomana waAmitai, muporofita weGatiheferi.
Shona 2009?
Akakundazve nyika yaIsiraeri, kubva pavanopinda paHamati kusvikira pagungwa reArabha, sezvakarehwa neshoko raJehovha, Mwari waIsiraeri, raakataura nomuromo womuranda wake Jona, mwanakomana waAmitai, muporofita weGatiheferi.
Shona SUB 2002 Bible
Akakundazve nyika yeIsiraeri, kubva pavanopinda paHamati kusvikira pagungwa reArabha, sezvakarehwa neshoko raJehovha, Mwari weIsiraeri, raakataura nomuromo womuranda wake Jona, mwanakomana waAmitai, muporofita weGatiheferi.