2 Kings 14:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakaʋona kutambudzika kwaIsraeri, kuti kwakaŋga kwakanyanya kwaɀo; nokuti kwakaŋga kusinaʋakuru naʋaɗuku, kwakaŋga kusinomuɓetseri waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha akanga aona kuti vanhu vose muIsraeri vaitambudzika zvakanyanya sei, vose nhapwa navakasununguka; pakanga pasina angabatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo Tenzi akaona kuti nhamo yevokwaIsiraeri yakanga yanyanya chaizvo nokuti kwakanga kusisina kuti uyu muranda kana kuti uyu haasi muranda, wokununura Isiraeri pasisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wakaona kutambudzika kwaIsiraeri, kuti kwakanga kwakanyanya kwazvo; nokuti kwakanga kusina vakuru navaduku, kwakanga kusino mubetseri waIsiraeri.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wakaona kutambudzika kwaIsiraeri, kuti kwakanga kwakanyanya kwazvo; nokuti kwakanga kusina vakuru navaduku, kwakanga kusina mubetseri waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akaona kutambudzika kwaIsiraeri, kuti kwakanga kwakanyanya kwazvo; nokuti kwakanga kusina vakuru navaduku, kwakanga kusina mubetseri waIsiraeri.