2 Kings 14:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova haana‐kutaura kuti ucadzima zita raIsraeri pasi peɗeŋga, asi wakaʋaponesa noruʋoko rwaJeroboami mŋanakomana waJoashi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye sezvo Jehovha akanga asina kumboti aizodzima zita raIsraeri kubva pasi pedenga, akavaponesa noruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJehoashi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi haana kumbenge ati achatsakatisa zita raIsiraeri panyika nokudaro akavanunura achishandisa Jerobhoamu mwanakomana waJoashi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha haana kutaura kuti uchadzima zita reIsiraeri pasi pedenga, asi wakavaponesa noruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJoashi.
Shona 2009?
Asi Jehovha haana kutaura kuti uchadzima zita relsiraeri pasi pedenga, asi wakavaponesa noruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJoashi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha haana kutaura kuti uchadzima zita reIsiraeri pasi pedenga, asi wakavaponesa noruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJoashi.