2 Kings 14:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, asi haana‐kufanana naɓaɓa ʋake Davidi; akaita ɀose ɀakaita ɓaɓa ʋake Joashi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akaita zvakanaka pamberi paJehovha, asi kwete sezvakaitwa nababa vake Dhavhidhi. Pazvinhu zvose akatevera muenzaniso wababa vake Joashi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akaita zvakarurama zvinodiwa naTenzi zvisingabva zvaenzana zvazvo nezvababa wake Dhavhidhi. Zvose zvaakaita akaita samaitiro aitwa nababa vake Joashi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, asi haana kufanana nababa vake Dhavhidhi; akaita zvose zvakaita baba vake Joashi.
Shona 2009?
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, asi haana kufanana nababa vake Dhavhidhi; akaita zvose zvakaita baba vake Joashi.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, asi haana kufanana nababa vake Dhavhidhi; akaita zvose zvakaita baba vake Joashi.