2 Kings 14:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Amazia akatuma nhume kunaJehoashi mŋanakomana waJehoahazi mŋanakomana waJehu, mambo waIsraeri, akati: Ʋuya, tiʋonane.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Amazia akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi, mwanakomana waJehu, mambo weIsraeri, akati, “Uya tionane.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amaziya akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu achiti, “Uya timirisane.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Amazia akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu, mambo weIsiraeri, akati, “Uya tionane.”
Shona 2009?
Zvino Amazia akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu, mambo waIsiraeri, akati, "Uya tionane."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Amaziya akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu, mambo weIsiraeri, akati, “Uya tionane.”