2 Kings 15:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi maʋiri namanomŋe raJeroboami mambo waIsraeri, Azaria mŋanakomana waAmazia mambo waJuda wakataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi maviri namanomwe raJerobhoamu mambo weIsraeri, Azaria mwanakomana waAmazia mambo weJudha akatanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi maviri nechinomwe rokutonga kwaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri, Azariya mwanakomana waAmaziya mambo wokwaJudha akatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi maviri namanomwe raJerobhoamu mambo waIsiraeri, Azaria mwanakomana waAmazia mambo waJudha wakatanga kubata ushe.
Shona 2009?
Negore ramakumi maviri namanomwe raJerobhoamu mambo waIsiraeri, Azaria mwanakomana waAmazia mambo waJudha wakatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi maviri namanomwe raJerobhoamu mambo waIsiraeri, Azaria mwanakomana waAmaziya mambo waJudha wakatanga kubata ushe.