2 Kings 15:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi matatu namapfumbamŋe raAzaria mambo waJuda, Menahemi mŋanakomana waGadi, wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri, akaʋuɓata makore anegumi paSamaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi matatu namapfumbamwe raAzaria mambo weJudha, Menahemi mwanakomana waGadhi akava mambo weIsraeri, uye akatonga muSamaria kwamakore gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi matatu nechipfumbamwe rokutonga kwaAzaria mambo wokwaJudha, Menahemu mwanakomana waGadhi akatangisa kutonga kwaIsiraeri. Akatonga kwegumi ramakore ari muSamaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi matatu namapfumbamwe raAzaria mambo waJudha, Menahemi mwanakomana waGadhi, wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri, akaubata makore ane gumi paSamaria.
Shona 2009?
Negore ramakumi matatu namapfumbamwe raAzaria mambo waJudha, Menahemi mwanakomana waGadhi, wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri, akaubata makore ane gumi paSamaria.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi matatu namapfumbamwe raAzaria mambo waJudha, Menahemi mwanakomana waGadhi, wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri, akaubata makore ane gumi paSamaria.