2 Kings 15:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi mashanu raAzaria mambo waJuda, Pekahia mŋanakomana waMenahemi wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri paSamaria, akaʋuɓata makore maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi mashanu raAhazia mambo weJudha, Pekahia mwanakomana waMenahemi akava mambo weIsraeri muSamaria, akatonga kwamakore maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechishanu rokutonga kwaAzariya mambo wokwaJudha, Pekahiya mwanakomana waMenahemu akatangisa kutonga kwaIsiraeri ari muSamaria. Akatonga kwamakore maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi mashanu raAzaria mambo weJudha, Pekahia mwanakomana waMenehemi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akaubata makore maviri.
Shona 2009?
Negore ramakumi mashanu raAzaria mambo weJudha, Pekahia mwanakomana waMenehemi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akaubata makore maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi mashanu raAzaria mambo weJudha, Pekahia mwanakomana waMenehemi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akaubata makore maviri.