2 Kings 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi mashanu namaʋiri raAzaria mambo waJuda, Peka, mŋanakomana waRemaria, akataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri paSamaria, akaʋuɓata makore makumi maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi mashanu namaviri raAzaria mambo weJudha, Peka, mwanakomana waRemaria, akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore makumi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi mashanu nechipiri rokutonga kwaAzariya mambo wokwaJudha, Peka mwanakomana waRemariya akatanga kutonga kwaIsiraeri ari muSamaria. Akatonga kwamakumi maviri amakore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi mashanu namaviri raAzaria mambo waJudha, Peka, mwanakomana waRemaria, akatanga kubata ushe hweIsiraeri paSamaria, akaubata makore makumi maviri.
Shona 2009?
Negore ramakumi mashanu namaviri raAzaria mambo waJudha, Peka, mwanakomana waRemaria, akatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akaubata makore makumi maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi mashanu namaviri raAzaria mambo waJudha, Peka, mwanakomana waRemaria, akatanga kubata ushe hweIsiraeri paSamaria, akaubata makore makumi maviri.