2 Kings 15:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hoshea mŋanakomana waEra akaita ndaŋga pamsoro paPeka mŋanakomana waRemaria, akamuɓaya, akamuʋuraya, ndokumuteʋera paʋushe, negore ramakumi maʋiri raJotami mŋanakomana waUzia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hoshea mwanakomana waEra akamukira Peka mwanakomana waRemario. Akamurwisa akamuuraya ndokubva amutorera umambo mugore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUzia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hoshea mwanakomana waEra akaronga kupandukira Peka mwanakomana waRemariya akamuponda akamuuraya akatonga panzvimbo pake. Izvozvo raiva gore rechimakumi maviri rokutonga kwaJotamu mwanakomana waUziya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hoshea mwanakomana waEra akaita ndanga pamusoro paPeka mwanakomana waRemaria, akamubaya, akamuuraya, ndokumutevera paushe, negore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUziya.
Shona 2009?
Zvino Hoshea mwanakomana waEra akaita ndanga pamusoro paPeka mwanakomana waRemaria, akamubaya, akamuuraya, ndokumutevera paushe, negore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUziya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hoshea mwanakomana waEra akaita ndanga pamusoro paPeka mwanakomana waRemaria, akamubaya, akamuuraya, ndokumutevera paushe, negore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUziya.