2 Kings 15:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore recipiri raPeka mŋanakomana waRemaria mambo waIsraeri, Jotami mŋanakomana waUzia mambo waJuda, wakataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechipiri raPeka mwanakomana waRemaria mambo weIsraeri, Jotamu mwanakomana waUzia mambo weJudha akatanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechipiri rokutonga kwaPeka, mwanakomana waRemariya, mambo wokwaIsiraeri, Jotamu mwanakomana waUziya, mambo wokwaJudha akatanga kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore rechipiri raPeka mwanakomana waRemaria mambo weIsiraeri, Jotamu mwanakomana waUziya mambo waJudha, wakatanga kubata ushe.
Shona 2009?
Negore rechipiri raPeka mwanakomana waRemaria mambo waIsiraeri, Jotamu mwanakomana waUziya mambo waJudha, wakatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Negore rechipiri raPeka mwanakomana waRemaria mambo weIsiraeri, Jotamu mwanakomana waUziya mambo waJudha, wakatanga kubata ushe.