2 Kings 15:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, akaita ɀose ɀakaitwa naɓaɓa ʋake Uzia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, sezvakanga zvaitwa nababa vake Uzia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvakarurama, zvinodiwa naTenzi, sezvakaitwawo nababa wake Uziya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya.
Shona 2009?
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya.