2 Kings 15:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo Jehova akataŋga kutuma Rezini mambo weSiria naPeka mŋanakomana waRemaria kuzorwa naJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Mumazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma Rezini mambo weAramu naPeka mwanakomana waRemaria kundorwisa Judha.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumazuva iwayo Tenzi akatanga kutuma Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemariya kuti varwise vokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria kuzorwa naJudha.
Shona 2009?
Namazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria kuzorwa naJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria kuzorwa naJudha.