2 Kings 15:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jotami akaʋata namadziɓaɓa ake, akaʋigwa kunamadziɓaɓa ake muguta raɓaɓa ʋake Davidi; Ahazi mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jotamu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pamwe chete navo muGuta raDhavhidhi, guta rababa vake. Ahazia mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jotamu akazovatawo oenda kwakaenda vamwe kumadzitateguru ake. Akavigwa pamwechete namadzibaba ake muguta raDhavhidhi tateguru wake. Mwanakomana wake Ahazi ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jotamu akavata namadzibaba ake, akavigwa kuna madzibaba ake muguta rababa vake Dhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Jotamu akavata namadzibaba ake, akavigwa kuna madzibaba ake muguta rababa vake Dhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Jotamu akavata namadzibaba ake, akavigwa kuna madzibaba ake muguta rababa vake Dhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.