2 Kings 15:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Azaria akaʋata namadziɓaɓa ake, ʋakamuʋiga kunamadziɓaɓa ake muguta raDavidi; Jotami mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Azaria akazorora namadzibaba ake akavigwa pedyo navo muGuta raDhavhidhi. Uye Jotamu mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Azariya akazovatawo oendawo kwakaenda vamwe kumadzitateguru ake. Vakamuviga pamwechete namadzibaba ake muguta raDhavhidhi. Mwanakomana wake Jotamu ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Azaria akavata namadzibaba ake, vakamuviga kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi; Jotamu mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Azaria akavata namadzibaba ake, vakamuviga kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi; Jotamu mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Azaria akavata namadzibaba ake, vakamuviga kuna madzibaba ake muguta raDhavhidhi; Jotamu mwanakomana wake akamutevera paushe.