2 Kings 15:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo waJuda, Zekaria mŋanakomana waJeroboami wakaʋa mambo waIsraeri paSamaria mŋedzi mitanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo weJudha, Zakaria mwanakomana waJerobhoamu akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwemwedzi mitanhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi matatu nechisere rokutonga kwaAzariya mambo wokwaJudha, Zekariya mwanakomana waJerobhoamu akatonga vokwaIsiraeri ari muSamaria kwemwedzi mitanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo waJudha, Zekariya mwanakomana waJerobhoamu wakava mambo waIsiraeri paSamaria mwedzi mitanhatu.
Shona 2009?
Negore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo waJudha, Zekariya mwanakomana waJerobhoamu wakava mambo waIsiraeri paSamaria mwedzi mitanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi matatu namasere raAzaria mambo waJudha, Zekariya mwanakomana waJerobhoamu wakava mambo waIsiraeri paSamaria mwedzi mitanhatu.