2 Kings 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nenzira, yaiʋa neɗeŋga, yakaitirwa saɓata, yaʋakaŋga ʋaʋaka mumba, nomukoʋa wamambo necokunze, wakaɀishandura mukati meimba yaJehova, nokuɗa kwamambo weAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvisa denga reSabata rakanga rambovakwa patemberi uye akabvisa suo ramambo kunze kwetemberi yaJehovha, kuti akudze mambo weAsiria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pamambo weAsiriya, akabvisa nzira yaiva nedenga rayo yakanga yakavakwa mumuzinda wamambo yokushandisa musi weSabata ndokubvisawo musuo wokunze wokupinda namambo mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenzira, yaiva nedenga, yakaitirwa imba yezororo, yavakanga vavaka temberi, nomukova wamambo nechokunze, wakazvishandura mukati metemberi yaJehovha, nokuda kwamambo weAsiria.
Shona 2009?
Nenzira, yaiva nedenga, yakaitirwa imba yezororo, yavakanga vavaka temberi, nomukova wamambo nechokunze, wakazvishandura mukati metemberi yaJehovha, nokuda kwamambo weAsiria.
Shona SUB 2002 Bible
Nenzira, yaiva nedenga, yakaitirwa imba yezororo, yavakanga vavaka temberi, nomukova wamambo nechokunze, wakazvishandura mukati metemberi yaJehovha, nokuda kwamambo weAsiria.