2 Kings 16:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aAhazi aakaita, haɀina‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadziɓaɓa aJuda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvimwe zvakaitika pakutonga kwaAhazia, uye zvaakaita iye, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaAhazi zvaakaita zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzaMadzimambo okwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aAhazi aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzibaba aJudha?
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aAhazi aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzibaba aJudha?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aAhazi aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzibaba aJudha?