2 Kings 16:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakafamba nenzira yamadziɓaɓa aIsraeri, akapinza ʋo mŋanakomana wake mumŋoto netsika dzeɀinonyaŋgadza ɀaʋahedeni, ʋakaŋga ʋadziŋgwa naJehova pamberi paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafamba munzira dzamadzimambo eIsraeri, uye akasvika pakubayira vanakomana vake mumoto achitevera zvainyangadza zvedzimwe ndudzi dzakanga dzadzingwa naJehovha pamberi pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi akatevedzera gwara ramadzimambo okwaIsiraeri akatosvika pakupisa mwana wake mukomana sechibayiro, maererano netsika yakaipisisa kwazvo yaiitwa namarudzi akadzingirwa vaIsiraeri naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakafamba nenzira yamadzibaba aIsiraeri, akapinzawo mwanakomana wake mumoto netsika dzezvinonyangadza zvavahedheni, vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Nokuti wakafamba nenzira yamadzibaba aIsiraeri, akapinzawo mwanakomana wake mumoto netsika dzezvinonyangadza zvavahedheni, vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakafamba nenzira yamadzibaba aIsiraeri, akapinzawo mwanakomana wake mumoto netsika dzezvinonyangadza zvavahedheni, vakanga vadzingwa naJehovha pamberi pavana VaIsiraeri.