2 Kings 16:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo Rezini mambo weSiria akadzosera ɀe Siria Erati, akadziŋga ʋaJuda paErati; ʋakaenda Erati, ʋakagara’po kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo, Rezini mambo weAramu akadzorera Erati kuna Aramu nokudzinga varume veJudha. VaEdhomu vakapinda muErati uye ndimo mavanogara kusvikira nhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo Rezini mambo weSiria akatora guta reErati pakare, ndokudzinga vokwaJudha muErati. VechiSiria vakauya vakagara muErati kusvikira nhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo Rezini mambo weSiria akadzoserazve Siria Erati, akadzinga vaJudha paErati; vakaenda Erati, vakagarapo kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Nenguva iyo Rezini mambo weSiria akadzoserazve Siria Erati, akadzinga vaJudha paErati; vakaenda Erati, vakagarapo kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo Rezini mambo weSiria akadzoserazve Siria Erati, akadzinga vaJudha paErati; vakaenda Erati, vakagarapo kusvikira nhasi.