2 Kings 16:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahazi akatuma nhume kunaTigrati‐pireseri mambo weAsiria, akati: Ndiri muranda wenyu nomŋanakomana wenyu; ʋuyai mundirwire muruʋoko rwamambo weSiria, nomuruʋoko rwamambo waIsraeri, ʋanondimukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahazia akatuma nhume kuna Tigirati-Pireseri mambo weAsiria akati, “Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu. Uyai kuno mundinunure kubva muruoko rwamambo weAramu norwamambo weIsraeri vari kundirwisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahazi akama nhume kuna Tigiratipiriesa mambo weAsiria kundoti, “Ndiniwo muranda wenyu mwana wenyu. Dai mangouya zvenyu mandinunurawo mumaoko amambo weSiria nomumaoko wokwaIsiraeri vamuka kundirwisa kuno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahazi akatuma nhume kuna Tigiratipireseri mambo weAsiria, akati, “Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu; uyai mundirwire muruoko rwamambo weSiria, nomuruoko rwamambo weIsiraeri, vanondimukira.”
Shona 2009?
Zvino Ahazi akatuma nhume kuna Tigiratipireseri mambo weAsiria, akati, "Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu; uyai mundirwire muruoko rwamambo weSiria, nomuruoko rwamambo waIsiraeri, vanondimukira."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahazi akatuma nhume kuna Tigiratipireseri mambo weAsiria, akati, “Ndiri muranda wenyu nomwanakomana wenyu; uyai mundirwire muruoko rwamambo weSiria, nomuruoko rwamambo weIsiraeri, vanondimukira.”