2 Kings 16:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo weAsiria akamunzwa, mambo weAsiria akandorwa neDamasko, akarikunda, akatapa ʋanhu, akaʋaisa Kiri, akaʋuraya Rezini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weAsiria akamunzwa ndokubva andorwisa Dhamasiko akarikunda. Akaendesa vanhu varo kuKiri uye akauraya Rezini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weAsiria akanzwa chichemo chake. Akasimuka kundorwisa guta reDhamasikusi akarikurira akatapa vanhu vaivamo akaenda navo kuKiri akauraya Rezini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo weAsiria akamunzwa, mambo weAsiria akandorwa neDhamasiko, akarikunda, akatapa vanhu, akavaisa Kiri, akauraya Rezini.
Shona 2009?
Mambo weAsiria akamunzwa, mambo weAsiria akandorwa neDhamasiko, akarikunda, akatapa vanhu, akavaisa Kiri, akauraya Rezini.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo weAsiria akamunzwa, mambo weAsiria akandorwa neDhamasikosi, akarikunda, akatapa vanhu, akavaisa Kiri, akauraya Rezini.