2 Kings 17:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore regumi namaʋiri raAhazi mambo waJuda, Hoshea mŋanakomana waEra wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri paSamaria, akabguɓata makore mapfumbamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore regumi namaviri raAhazia mambo weJudha, Hoshea mwanakomana waEra akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore mapfumbamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechipiri rokutonga kwaAhazi mambo wokwaJudha, Hoshea mwanakomana waEra akatanga kutonga kwaIsiraeri ari muSamaria, akatonga kwamakore mapfumbamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore regumi namaviri raAhazi mambo waJudha, Hoshea mwanakomana waEra wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akahubata makore mapfumbamwe.
Shona 2009?
Zvino negore regumi namaviri raAhazi mambo waJudha, Hoshea mwanakomana waEra wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akahubata makore mapfumbamwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore regumi namaviri raAhazi mambo waJudha, Hoshea mwanakomana waEra wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria, akahubata makore mapfumbamwe.