2 Kings 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro, ʋakaramba kuterera, ʋakawomesa mitsipa yaʋo, semitsipa yamadziɓaɓa aʋo, ʋakaŋga ʋasiŋgatendi Jehova Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havana kuda kuteerera uye vakava nemitsipa mikukutu sezvakanga zvakaita madzibaba avo, avo vasina kuvimba naJehovha Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kuteerera, vakaramba vari ndambakuudzwa samadzibaba avo vasingavimbi naTenzi, Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro, vakaramba kuteerera, vakawomesa mitsipa yavo, semitsipa yamadzibaba avo, vakanga vasingatendi Jehovha Mwari wavo.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro, vakaramba kuteerera, vakawomesa mitsipa yavo, semitsipa yamadzibaba avo, vakanga vasingatendi Jehovha Mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro, vakaramba kuteerera, vakawomesa mitsipa yavo, semitsipa yamadzibaba avo, vakanga vasingatendi Jehovha Mwari wavo.