2 Kings 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge naʋaJuda ʋo haʋana‐kuceŋgeta mirairo yaJehova Mŋari waʋo, asi ʋakafamba nemitoʋo yaʋaIsraeri, yaʋakatema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kunyange vaJudhawo havana kuchengeta mirayiro yaJehovha Mwari wavo. Vakatevera tsika dzakanga dzatangwa neIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaJudhawo havana kuchengeta mitemo yaTenzi, Mwari wavo vakatevedzawo tutsika twakanga twaunzwa nevokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange navaJudhawo havana kuchengeta mirairo yaJehovha Mwari wavo, asi vakafamba nemitooo yavaIsiraeri, yavakatema.
Shona 2009?
Kunyange navaJudhawo havana kuchengeta mirairo yaJehovha Mwari wavo, asi vakafamba nemitovo yavaIsiraeri, yavakatema.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe navaJudhawo havana kuchengeta mirairo yaJehovha Mwari wavo, asi vakafamba nemitooo yaVaIsiraeri, yavakatema.