2 Kings 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakafamba paɀiʋi ɀose ɀaJeroboami, ɀaakaita; haʋana‐kutsauka kwaɀiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaramba vari muzvivi zvose zvaJerobhoamu uye havana kutendeuka kubva pazviri
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokwaIsiraeri vakatevedzawo zvitadzo zvose zvakaitwa naJerobhoamu. Havana kusiyana nazvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana veIsiraeri vakafamba pazvivi zvose zvaJerobhoamu, zvaakaita; havana kutsauka kwazviri;
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakafamba pazvivi zvose zvaJerobhoamu, zvaakaita; havana kutsauka kwazviri;
Shona SUB 2002 Bible
Vana veIsiraeri vakafamba pazvivi zvose zvaJerobhoamu, zvaakaita; havana kutsauka kwazviri;