2 Kings 17:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuȿikira Jehova abvisa Israeri kure neciso cake, seɀaakataura nemiromo yaʋaprofita, ʋaranda ʋake ʋose. Naiɀoɀo ʋaIsraeri ʋakatapxa panyika yaʋo, ʋakaiswa Asiria kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kusvikira Jehovha avabvisa pamberi pake, sezvaakanga avayambira kubudikidza navaranda vake vose vaprofita. Saka vanhu veIsraeri vakatapwa kubva kunyika yavo vakaendeswa kuusungwa muAsiria, uye vachiriko nanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kusvikira Tenzi abvisa vokwaIsiraeri pameso pake sokutaura kwaakanga aita nomuromo wavaranda vake vaporofita. Saizvozvo vokwaIsiraeri vakatapwa munyika mavo vakaendwa navo kuAsiria kusvikira pari nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kusvikira Jehovha abvisa Isiraeri kure nechiso chake, sezvaakataura nemiromo yavaporofita, varanda vake vose. Naizvozvo vaIsiraeri vakatapwa panyika yavo, vakaiswa Asiria kusvikira nhasi.
Shona 2009?
kusvikira Jehovha abvisa Isiraeri kure nechiso chake, sezvaakataura nemiromo yavaporofita, varanda vake vose. Naizvozvo vaIsiraeri vakatapwa panyika yavo, vakaiswa Asiria kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
kusvikira Jehovha abvisa Isiraeri kure nechiso chake, sezvaakataura nemiromo yavaporofita, varanda vake vose. Naizvozvo VaIsiraeri vakatapwa panyika yavo, vakaiswa Asiria kusvikira nhasi.