2 Kings 17:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weAsiria wakatora ʋanhu paBabironi, napaKuta, napaAva, napaHamati, napaSefarvaimi, akaʋaisa mumaguta eSamaria panɀimbo yaʋana ʋaIsraeri; Samaria rikaʋa raʋo, ʋakagara mumaguta aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weAsiria akauya navanhu kubva kuBhabhironi, nokuKuta, neAvha, neHamati neSefarivhaimu ndokuvagarisa mumaguta eSamaria pachinzvimbo chavaIsraeri. Vakatora Samaria vakagara mumaguta ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weAsiria akatuta vanhu vokuBhabhironi nokuKuta nokuAva nokuHamatisefarivhaimu akavaisa mumaguta eSamaria pachinzvimbo pevechiIsiraeri. Samaria vakaiita yavo vakagara mumaguta ayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weAsiria wakatora vanhu paBhabhironi, napaKuta, napaAva, napaHamati, napaSefarivhaimi, akavaisa mumaguta eSamaria panzvimbo yavana veIsiraeri; Samaria rikava ravo, vakagara mumaguta aro.
Shona 2009?
Zvino mambo weAsiria wakatora vanhu paBhabhironi, napaKuta, napaAva, napaHamati, napaSefarivhaimi, akavaisa mumaguta eSamaria panzvimbo yavana vaIsiraeri; Samaria rikava ravo, vakagara mumaguta aro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weAsiria wakatora vanhu paBhabhironi, napaKuta, napaAva, napaHamati, napaSefarivhaimi, akavaisa mumaguta eSamaria panzvimbo yavana veIsiraeri; Samaria rikava ravo, vakagara mumaguta aro.