2 Kings 17:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakutaŋga kwokugara’po kwaʋo haʋana‐kutya Jehova, Jehova akatuma shumba pakati paʋo, dzikaʋuraya ʋamŋe ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakatanga kugarako, vakanga vasinganamati Jehovha; naizvozvo akatuma shumba pakati pavo dzikauraya vamwe vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakatanga kugarako havana kunge vachitya Tenzi. Naizvozvo Tenzi akavatumira shumba dzikauraya vamwe vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakutanga kwokugarapo kwavo havana kutya Jehovha, Jehovha akatuma shumba pakati pavo, dzikavauraya vamwe vavo.
Shona 2009?
Zvino pakutanga kokugarapo kwavo havana kutya Jehovha, Jehovha akatuma shumba pakati pavo, dzikavauraya vamwe vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakutanga kwokugarapo kwavo havana kutya Jehovha, Jehovha akatuma shumba pakati pavo, dzikavauraya vamwe vavo.