2 Kings 17:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sharmaneseri mambo weAsiria akaȿika kuzorwa naye, Hoshea akaʋa muranda wake, akamuterera mutero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sharimaneseri mambo weAsiria akauya kuzorwisa Hoshea, iye akava muranda wake akaripa mutero kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakauya Sharumanesa mambo weAsiria kuzomurwisa. Hoshea akabva ava kutongwa naye achitera mutero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sharimaneseri mambo weAsiria akasvika kuzorwa naye, Hoshea akava muranda wake, akamuterera mutero.
Shona 2009?
Zvino Sharimaneseri mambo weAsiria akasvika kuzorwa naye, Hoshea akava muranda wake, akamuteerera mutero.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sharimaneza mambo weAsiria akasvika kuzorwa naye, Hoshea akava muranda wake, akamuterera mutero.