2 Kings 17:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaita suŋgano naʋo, akaʋaraira, akati: Regai kutya ʋamŋe ʋamŋari, kana kuʋafugamira, kana kuʋashumira, kana kuʋaɓayira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati aita sungano navaIsraeri, akavarayira akati, “Musanamata kana vamwari vapi zvavo kana kuvapfugamira, kana kuvashumira kana kubayira kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita chitenderano navo akavati, “Musambonamata zvenyu vamwe vamwari kana kuvapfugamira kana kuvashandira kunyange kuvapira zvibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akaita sungano navo, akavaraira, akati, “Regai kutya vamwe vamwari, kana kuvapfugamira kana kuvashumira, kana kuvabayira;
Shona 2009?
Jehovha akaita sungano navo, akavaraira, akati, "Regai kutya vamwe vamwari, kana kuvapfugamira kana kuvashumira, kana kuvabayira,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akaita sungano navo, akavaraira, akati, “Regai kutya vamwe vamwari, kana kuvapfugamira kana kuvashumira, kana kuvabayira;