2 Kings 17:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mitemo, neɀireʋo, nomurairo, nomurau, ɀaakakunyorerai, munofanira kuɀiceŋgeta nokusiŋgaperi; hamufaniri kutya ʋamŋe ʋamŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kugara makachenjerera kuchengeta mitemo yake nezvaakatonga, nemirayiro, nemirau yaakakunyorerai. Musanamata vamwe vamwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchenjerere nguva dzose kuchengeta mirao nezvirongwa nemitemo nezvirevo zvaakakunyorerai. Musanamata vamwe vamwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mitemo, nezvirevo, nomurayiro, nomurau, zvaakakunyorerai, munofanira kuzvichengeta nokusingaperi, hamufaniri kutya vamwe vamwari;
Shona 2009?
"Mitemo, nezvirevo, nomurayiro, nomurau, zvaakakunyorerai, munofanira kuzvichengeta nokusingaperi, hamufaniri kutya vamwe vamwari;
Shona SUB 2002 Bible
“Mitemo, nezvirevo, nomurairo, nomurau, zvaakakunyorerai, munofanira kuzvichengeta nokusingaperi, hamufaniri kutya vamwe vamwari;