2 Kings 17:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo weAsiria akafamba nenyika yose, akaenda Samaria, akarikomba makore matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weAsiria akarwisa nyika yose, akafamba akananga kuSamaria akarikomba kwamakore matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weAsiria akauya kuzorwisa nyika iyi yose. Akasvika muSamaria, akakomba Samaria kwamakore matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo weAsiria akafamba nenyika yose, akaenda Samaria, akarikomba makore matatu.
Shona 2009?
Ipapo mambo weAsiria akafamba nenyika yose, akaenda Samaria, akarikomba makore matatu.
Shona SUB 2002 Bible