2 Kings 17:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakafamba nemitemo yendudzi dzakaŋga dzadziŋgwa naJehova pamberi paʋana ʋaIsraeri, neyamadzimambo aIsraeri yaʋakatema iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakatevera tsika dzedzimwe ndudzi dzakanga dzadzingwa pamberi pavo naJehovha, pamwe chete netsika dzakanga dzatangiswa namadzimambo eIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
votevedzera tsika dzemarudzi aya akadzingirwa vanhu vechiIsiraeri naTenzi notutsika twakanga twaunzwa namadzimambo okwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakafamba nemitemo yendudzi dzakanga dzadzingwa naJehovha pamberi pavana veIsiraeri, neyamadzimambo eIsiraeri yavakatema ivo.
Shona 2009?
vakafamba nemitemo yendudzi dzakanga dzadzingwa naJehovha pamberi pavana vaIsiraeri, neyamadzimambo aIsiraeri yavakatema ivo.
Shona SUB 2002 Bible
vakafamba nemitemo yendudzi dzakanga dzadzingwa naJehovha pamberi pavana veIsiraeri, neyamadzimambo eIsiraeri yavakatema ivo.