2 Kings 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita pakaʋanda ɀisina‐kururama pamberi paJehova Mŋari waʋo, ʋakaɀiʋakira matunhu akakwirira mumaguta aʋo ose, kubva pacirindo caʋarindi kuȿikira pamaguta akakombga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaita zvinhu zvakanga zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo muchivande. Vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose, kubva pachirindo chavarindi kusvikira kuguta rakakomberedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokwaIsiraeri vaiitira Tenzi Mwari wavo zvinhu zvisina kururama muchivande. Vaizvivakira nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira mumaguta avo ose kubvira kunharire kusvika kumaguta aiva namasvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana veIsiraeri vakaita pakavanda zvisina kururama pamberi paJehovha Mwari wavo, vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose, kubva pachirindo chavarindi kusvikira pamaguta akakombwa.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaita pakavanda zvisina kururama pamberi paJehovha Mwari wavo, vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose,kubva pachirindo chavarindi kusvikira pamaguta akakombwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vana veIsiraeri vakaita pakavanda zvisina kururama pamberi paJehovha Mwari wavo, vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose, kubva pachirindo chavarindi kusvikira pamaguta akakombwa.